Ir para o conteúdo principal

Introdução

Gwaro rino rekurayira zvekuita rinokuratidza nzira yekubvisa nayo humburumbira kubva pasi pepombi, wozoivhura wozodzosera vharuvhu yepasi, kana kutarisa kuti yabvaruka here kana kupera basa.

  1. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Head and Handle (Shona): passo 1, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Head and Handle (Shona): passo 1, imagem 2 %32
    • Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.

    • Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.

  2. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 2, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 2, imagem 2 %32
    • Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.

  3. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 3, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 3, imagem 2 %32
    • Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.

  4. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 4, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 4, imagem 2 %32
    • Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.

  5. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 5, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 5, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 5, imagem 3 %32
    • Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.

    • Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.

    • Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.

  6. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 6, imagem 1 %32
    • Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona

  7. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Riser Main Slider (Shona): passo 7, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Riser Main Slider (Shona): passo 7, imagem 2 %32
    • Simudza mubato mukuru unosimudza pombi zvine simba nemaoko maviri.

    • Chenjerera kuti usadonhedze mubato mukuru unosimudza pombi, nekuti izvi zvinogona kukuvadza humburumbira

  8. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 8, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 8, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 8, imagem 3 %32
    • Shandisa chipanera chepombi kusunungura pombi inotakura mvura yepamusoro.

  9. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 9, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 9, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 9, imagem 3 %32
    • Simudza mubato unosimudza pombi nepombi refu.

    • Tenderedza simbi inobata chimutanda chepombi pachimutanda, uye chisunge zvine simba pachimutanda chepombi.

    • Dzikisa pombi refu nemubato unosimudza pombi kuti ugare pane chinobatisa pombi zvakanaka.

  10. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 10, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 10, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 10, imagem 3 %32
    • Sunungura ubvise bhaudhi rinobata chimutanda chepombi nebhaudhi rechimutanda chepombi pamusoro pemutanda unosimudza pombi.

  11. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 11, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 11, imagem 2 %32
    • Bvisa mubato mukuru unosimudza pombi, uye ongorora kuti haina kubvaruka kana kuchembera here.

    • Isa mubato unosimudza pombi panzvimbo yakachena kuitira kuti usabate utachiona.

  12. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Above Grade Riser Pipe (Shona): passo 12, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Above Grade Riser Pipe (Shona): passo 12, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Above Grade Riser Pipe (Shona): passo 12, imagem 3 %32
    • Bvisa pombi inotakura mvura yepamusoro.

    • Sungirira mubato wakaita saT pamutanda wepombi.

    • Kana uri kuchinja pombi yemvura yepamusoro, siya mubato wakaita saT uripo kusvikira wave kugona kuisa nhengo yekutsiva nayo.

  13. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Spout (Shona): passo 13, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Spout (Shona): passo 13, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Spout (Shona): passo 13, imagem 3 %32
    • Shandisa chipanera chepombi kusunungura nekubvisa muromo wepombi.

    • Wongorora muromo kuti hapana zvakavhara kana zvingangokonzera utachiona.

    • Isa muromo panzvimbo yakachena kuti usabate utachiona.

  14. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Riser Main (Shona): passo 14, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Riser Main (Shona): passo 14, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Riser Main (Shona): passo 14, imagem 3 %32
    • Isa chipanera pamusoro perimwe remabhaudhi emubato unosimudza pombi.

    • Tenderedza chimwe chipanera pazasi pebhaudhi.

    • Patsanura zvipanera kuti usunungure bhaudhi.

    • Dzokorora maitiro aya pane mabhaudhi matatu asara.

  15. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 15, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 15, imagem 2 %32
    • Bvisa manatsi mana nemabhaudhi akabata mubato unosimudza pombi, uye uzvichengete muchinhu chisina utachiona chakaita semugoro.

  16. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 16, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 16, imagem 2 %32
    • Tenderedza chivharo chepombi kusvika pamadhigiri makumi mana nemashanu. Izvi zvinokugonesa kuti ubate zvakanaka chivharo paunochisimudza.

  17. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 17, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 17, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 17, imagem 3 %32
    • Nyatsosimudza zvakanaka mubato wakaita saT kwemainjisi akawanda.

    • Vamwe vanhu vaviri vakatsigira mubato wakaita saT, bvisa simbi inobatiswa nayo mubato wepombi.

    • Dzikisa mubato wakaita saT zvinyoronyoro kusvikira mubato wepombi wave kumira wega.

  18. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 18, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 18, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 18, imagem 3 %32
    • Pombi iyi inoshandisa chinotsigira chine makumbo matatu (tiraipodhi) pamwe nezvinodhonza netambo kusimudza pombi refu. Zvipanera zvakaita saC zvinogona kushandiswawo kusimudza pombi refu

    • Nyatsosunga zvakanaka chinosimudzira pombi yemvura kumubato mukuru pasi pemuromo.

  19. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 19, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 19, imagem 2 %32
    • Wakachenjerera kuti tambo isatsvedze, shandisa zvinodhonza mubato netambo kusimudza pombi refu kusvikira zvinosimudza pombi zvasvika pane zvinodhonza netambo.

  20. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 20, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 20, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 20, imagem 3 %32
    • Kana pombi refu yasvika pane zvinodhonza netambo, sunga simbi inosunga nechepasi papombi refu

  21. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 21, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 21, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 21, imagem 3 %32
    • Batisa simbi inosungiswa pasi kumubato uchishandisa bhaudhi.

    • Bhaudhi rimwechete kazhinji rakakwana kuchengetedza simbi inosungiswa pasi panzvimbo, asi unogona kushandisa rimwe bhaudhi kana uchida kunyatsochisimbisa.

  22. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 22, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 22, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 22, imagem 3 %32
    • Wakatsigira pamusoro pepombi, nyatsofambisa chinosunga chinosimudza kubva papombi.

    • Dzikisa chinosunga chinosimudza pombi uchidzvanya nechepasi kuti tambo dzisasungane pane zvinodhonza.

  23. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 23, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 23, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 23, imagem 3 %32
    • Isa nekusunga chinosunga chekusimudzisa kumubato unosimudza pombi kusvika pasi pasi.

  24. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 24, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 24, imagem 2 %32
    • Kana chinosunga chekusimudzisa chanyatsosunga, sunga tambo zvine simba.

    • Wakadhonza tambo kutsigira mubato unosimudza pombi, sunungura chinosunga chepasi.

  25. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 25, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 25, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 25, imagem 3 %32
    • Shandisa tambo kudhonza nekusimudza mubato unosimudza pombi kusvika panokwanisika.

    • Iva nechokwadi kuti tambo iri mutiraipodhi kuti isadonhe.

    • Cherechedza pamusoro petiraipodhi kuti uone kuti pombi refu yanyatsopinda munzvimbo yekutsigira.

  26. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 26, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 26, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 26, imagem 3 %32
    • Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri netatu kusvika makumi maviri neshanu kusvikira joinhi yekutanga yave kuoneka.

  27. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 27, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 27, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 27, imagem 3 %32
    • Kana joinhi yekutanga yave kuoneka, sungisa simbi inosungiswa pasi pazasi pejoinhi.

  28. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 28, imagem 1 %32
    • Bvisa simbi inosungiswa chokusimudzisa kubva pamubato mukuru, wonyatsobatanidza kutiraipodhi kuti isuduruke.

  29. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 29, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 29, imagem 2 %32
    • Chengeta chipanera chepombi mainjisi mashoma pamusoro pejoinhi padanho rino.

    • Uchishandisa chipanera, sunungura chidimbu chekutanga chepombi refu kubva pachakabata.

  30. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 30, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 30, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 30, imagem 3 %32
    • Nyatsovhara pajoinhi kuti mvura isapfachuke kubva nepanobatana simbi kana dzapatsanurwa.

    • Uchishandisa chipanera, sunungura pombi refu kusvikira mvura yatanga kupfachuka ichimwaya kupinda mune chinodzivisa mvura kupfachuka.

    • Usarambe uchisunungura kupfuura ipapo kusvikira mvura yamira kupfachuka.

  31. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 31, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 31, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 31, imagem 3 %32
    • Bvisa chinovhara mvura kuti isapfachuke, wopedzisa kusunungura pombi refu.

    • Bvisa chidimbu chekutanga chepombi refu nekuchisimudza chakamira mudenga, wakachitsigira pamusoro pechidimbu chacho uye uchiramba wakachiisa mugomba rinochitsigira pamusoro petiraipodhi.

  32. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 32, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 32, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 32, imagem 3 %32
    • Kochekera nekusunga chekusungisa mutanda mainjisi mashoma pazasi pepanobatana mutanda wepombi wekutanga.

  33. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 33, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 33, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 33, imagem 3 %32
    • Uchishandisa chipanera chinokwana pakawanda, sunungura mutanda wepombi kubva pachikamu chasara.

    • Kana joinhi raganurwa, nyatsodzikisa pombi refu pasi.

  34. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 34, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 34, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 34, imagem 3 %32
    • Nyatsodzikisa pombi refu, yakatambarara, woiisa panzvimbo isina hutachiona, kana zvichigona zvakagara panzvimbo yakakwirira kudzivirira kubata hutachiona.

  35. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 35, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 35, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 35, imagem 3 %32
    • Bvisa mubato wakaita saT kubva mutanda wepombi waganurwa.

    • Kochekera mubato wakaita saT kumutanda wepombi wasara.

    • Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri nepfumbamwe kusvika makumi matatu neshanu kusvikira pombi refu yabva yose, kana kuti kusvika chikamu chakadamburwa chasvikwa.

  36. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Cylinder (Shona): passo 36, imagem 1 %32
    • Iva nechokwadi kuti humburumbira haiende pasi kudzivirira hutachiona

  37. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 37, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 37, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 37, imagem 3 %32
    • Uchishandisa zvipanera zviviri zvepombi, sunungura humburumbira kubva papombi refu.

  38. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 38, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 38, imagem 2 %32
    • Donza humburumbira yacho zvinyoronyoro kubva pamutanda wepombi, uchiisa pachena vharuvhu yekumusoro nevharuvhu yepasi pemugodhi wemvura.

  39. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Foot Valve (Shona): passo 39, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Foot Valve (Shona): passo 39, imagem 2 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura, Foot Valve (Shona): passo 39, imagem 3 %32
    • Uchishandisa zvipanera zviviri zvepombi, sunungura chivharo kubva pahumburumbira.

  40. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 40, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 40, imagem 2 %32
    • Bvisa vharuvhu yepasi kubva pane chivharo.

    • Nyatsotarisa kuti vharuvhu yepasi yakatarisa kupi muchivharo. Izvi zvakanyanya kukosha kuitira pakuzosunganidza zvose, nekuti pombi haizoshanda kana vharuvhu yakatarisa kusiri iko.

  41. Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 41, imagem 1 %32 Kugadzira vharuvhu Yepasi Yepombi Yekudhonza Mvura: passo 41, imagem 2 %32
    • Ongorora nhengo dzevharuvhu yepasi kuti hadzina kusakara here.

Conclusão

Kuti ubatanidze mudziyo wako, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.

iRobot

Membro desde: 24/09/2009

1 Reputação

646 Guias de autoria

0 comentários

Adicione um comentário

Exibir estatísticas:

Últimas 24 horas: 0

Últimos 7 dias: 0

Últimos 30 dias: 0

Duração total: 123